How to Pray
Description
Read: 1 Samuel 1 vs 4-19
Hannah wakanonoka kuwana mwana Samuel nokuti; Gore negore waienda pamberi paJehovah ne zvokupihwa naElkanah. Vaienda semhuri, seMudzimai wanhingi. Mwari vaibva vaitira zvakanaka muridzi wezvipo anova Elkanah waivapa maportions okupa kunaJehovah. Dambudziko rokushaya mwana raisarwdza Elkanah nokuti Peninah waibereka.
Kusvika pa zuva Hannah raakasara oga, akaenda muTemple akazvimiririra; kwete seMhuri, kwete semudzimai wanhingi. Kunyange akanga asina chekupa ipapo, Mwari vakagamuchira mhiko (pledge) yaakaita, vakapindura munamato wake.
Learn to have a personal relationship with God, not just through your Church or Pastor or Family. Dzimwe nyaya dzinoda kuti udzokere wega pamberi paMwari...,
Be blessed
Details